Tinokugamuchira kuEthereum
Puratifomu yemberi inowanikwa maapu ekuitisa hudobidobi uye ine manetiweki emakambani makuru
Sarudza chikwama
Gadzira maakaundi uye utarisire zvakanaka midziyo inokosha
Tora ETH
Mari yeEthereum
Sarudza netiweki
Ine muripo uri pasi-pasi
Edza apps
Zvemari, magemhu, uye kutandadzana
Nzira itsva yekushandisa indaneti
Crypto isingachinji-chinji
Stablecoins imari inoramba isingachinji hukoshi hwayo. Mutengo wayo unoenzanirana nedhora rekuAmerika kana kuti mimwe midziyo ine hukoshi husingachinji-chinji.
Dzidza zvimweDare reupfumi rakanakira wose
Mabhiriyoni evanhu haakwanise kuvhura maakaundi ekubhanga kana kuti kushandisa mari yavo vakasununguka. Ethereum inoshanda kumunhu vese uye isina kwayakarerekera.
Cherechedza DeFiNetiweki yemamwe manetiweki
Ethereum ndiwo muzinda wemabasa makuru ehunyanzvi. Mapurojekiti emhando akavakirwa paEthereum.
Ona zvaunogona kuwanaMaapu ekuitisa hudobidobi
Maapu eEthereum anoshanda asingatengesi mashoko ako. Chengetedza zvakavanzika zvako.
Tsvaga maapu paindanetiIndaneti yemaassets
Zveati, masetifiketsi kunyange dzimba dzinogona kuiswa mumatokeni. Chinhu chese chinogona kutengeseka sematokeni. Huridzi hwezvinhu hunoonekwa neruzhinji uye hwakaonekwa huchokwadi hwazvo.
Zvizere panyaya yeNFTsKudyidzana kwakasimba
Zviitiko zvepamanetiweki ese eEthereum
Nzwisisa Ethereum
Nyaya dzeCrypto dzinogona kunetesa. Usaora mwoyo, zvinyorwa izvi zvakagadzirirwa kukubatsira kuti unzwisise Ethereum mumaminitsi mashomanana.
Indaneti iri kuchinja
Iva pachikamu chekuitwa kwezvinhu pachishandiswa makombiyuta
Nhaka
Ethereum
Vagadziri vakuru vevanoshandidzana nekambani
Ethereum ndiyo nzvimbo yevagadziri vakuru uye vakakurumbira vemaapu vepaWEb3. Shandisa JavaScript uye Python, kana kuti dzidza mutauro unoshandiswa pamakondirakiti wakadai seSolidity kana kuti Vyper pakunyora zvine chokuita neapu yako.
Muenzaniso
Yakagadzirwa nevanhu vanoishandisa
Webhusaiti ye-ethereum.org yakagadzirwa uye kutarisirwa nemazana evashanduri, nyanzvi dzekuisa makodhi, vanodhizaina, vanoita zvekukopa mashoko uye nhengo dzevazvipiri vane chido mwedzi mumwe nemumwe.
Huya ubvunze mibvunzo, usangane nevanhu vakasiyana-siyana kupota pasi rose uye ubatsiridze pakuumba webhusaiti iyi. Uchawana ruzivo rwakakodzera uye kutungamirirwa pakuita basa iri!
Pa-ethereum.org ndipo panzvimbo pekutangira uye pekudzidzira pakanaka.
Zvekuita zvinotevera
2025 Ndira 08 17:00
2025 Ndira 30 16:00
Zvichangobva kutumirwa
Zvichangobva kutumirwa pa-blog uye mashoko achangobva kupiwa nevanoishandisa
Events
Vanoshandisa Ethereum vanova nezviitiko pasi rose, gore rese
Iva mumwe wevanoshandisa ethereum.org
Webhusaiti ino inoshandiswa nemazana evanhu vanobatsiridza. Unogona kukarakadza kuti chero mashoko ari pawebhusaiti iyi achinjwe.
Mabatsiriro aunogona kuita
Tsvaga nzira dzakasiyana-siyan dzaunogona kubatsira nadzo ethereum.org kuti ivandudzike uye ive nani.
GitHub
Batsira pakuisa makodhi, pakudhizaina, pakunyora nyaya, nezvakada kudaro.
Discord
Kubvunza mibvunzo, kuronga mipiro uye kujowina muzvikumbiro zvevanoishandisa.
X
Kuti ugare uine mashoko achangobva kubuda uye nhau dzinokosha.